KwaunobvaDuramazwiKkapa [-kasva]

Duramazwi

kapa [-kasva]

-gadzva-kasvaira

Zvinoreva

Kukapa kunwa kunoita imbwa ichihwipura mvura kana mukaka norurimi.

1

Kukapa kunwa kunoita imbwa ichihwipura mvura kana mukaka norurimi.

2

Kukapa kufembedza kunoita imbwa ichibata hwema.

Imbwa yangu Machena yakatanga yakapa hwema hwenhoro, kwava kuironda kusvikira tazoiona mude-nhere.

Zvakafanana

-gadzva · -kasvaira

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kapaira

Kukapaira kurova-rova mvura ichisimuka kuenda mudenga.

Verenga

Swipe for the next word