Duramazwi
Zvinoreva
Kuti chinhu kapa kuchitakura chakarembera pabipito. Bhachi rakanzi kapa pafudzi.
1

Kuti kapa kapa kudzungudza musoro zvakasimba.
Kukapa kunwa kunoita imbwa ichihwipura mvura kana mukaka norurimi.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kapa kapa
Kuti kapa kapa kudzungudza musoro zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word