Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchikanzura zvawanyora unenge uchitara mutsetse napakati pazvo, kuratidza kuti hazvisisina basa.
1
Kana uchikanzura zvawanyora unenge uchitara mutsetse napakati pazvo, kuratidza kuti hazvisisina basa.
Ndanonoka kupedza nokuti ndambotanga ndanyora zvisiri izvo, ndikazozvikanzura.
2
Kukanzura zvinhu zvamanga makaronga kuregera kuzviita.
Takanzura mutambo uya nokuti mumwe wedu akafirwa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kanzuru
council
VerengaSwipe for the next word