Duramazwi
Zvinoreva
Inzenze yeruzivo.
1
Inzenze yeruzivo.
Kukanyura kuparadzanisa makumbo, zvokuti rimwe uko rimwe koko. Ukadziya moto wakakanyura unoita mbare mumakumbo.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kakara kakara
Kuti kakara kakara kufamba zvishoma zvishoma uchiita kunge uri kutonetsekana nekusimudza makumbo.
VerengaSwipe for the next word