Duramazwi
kakanyara
-datanyara
Duramazwi
Kukakanyara kuunyana nokuoma, sezvinoita dehwe remhuka rapiswa.

Kukakanyara kufamba wakaomesa muviri uye uchizvikweva pamusana pokuzvida.
Kuti pada pada kufamba kwemunhu achikakanyara kuti vanhu vamuone.
Kukakanyara kuunyana nokuoma, sezvinoita dehwe remhuka rapiswa.
Kukakanyara kufamba wakaomesa muviri uye uchizvikweva pamusana pokuzvida.
-datanyara
Duramazwi
01 / 03kakanyu
Kuti kakanyu kutwasanudza waya nokuikweva.
VerengaSwipe for the next word