KwaunobvaDuramazwiKkadzimu

Duramazwi · zita

kadzimu

Zvinoreva

Kadzimu mweya womufi unoramba kunyaradzwa kana kuripirwa.

1

Kadzimu mweya womufi unoramba kunyaradzwa kana kuripirwa.

Kadzimu mweya womufi unoramba kunyaradzwa kana kuripirwa.

Hunhu hunoburitswa pamaitiro avanhu vachitamba, uye kutaura nevakatungamira mberi vari nyikadzimu.

Zvakakosha kuti mhuri isangane parufu apa nekuti ndipo panenge pachionekanwa nemushakabvu vave kudzosa mweya wake kunyikadzimu.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kadzva

Kuti kadzva kuisa chinhu chakaita sejuzi pafudze.

Verenga

Swipe for the next word