Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuitwa kafiramberi kukuvadzwa kana kurohwa kwakanyanya, kunoisa upenyu hwomunhu munjodzi asi izvi hazvikurumidzi kuonekwa.
1

Murume akarova mukadzi wake zvokutomuita kafiramberi chaiko.
Kuitwa kafiramberi kukuvadzwa kana kurohwa kwakanyanya, kunoisa upenyu hwomunhu munjodzi asi izvi hazvikurumidzi kuonekwa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kafirira
Kafirira kuramba uchingoshingirira pakurwa kunyangwe wakuvara kana kuti vamwe vako vaurayiwa.
VerengaSwipe for the next word