Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kadzva kuisa chinhu chakaita sejuzi pafudze.
1

Kuti kadzva kubereka mwana uchi muisa kumusana napamusoro pepfudzi.

2

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kafiramberi
Kuitwa kafiramberi kukuvadzwa kana kurohwa kwakanyanya, kunoisa upenyu hwomunhu munjodzi asi izvi hazvikurumidzi kuonekwa.
VerengaSwipe for the next word