Duramazwi
Mazwi ane K.
1665 Shona headwords beginning with K, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 3 pa7
kodzeroentitlementkodzoKuti kodzo kukurunga sadza kana bota nemugoti.kodzo kodzoKuti kodzo kodzo kutenderedza kwaunoita mugoti...kodzongaKana uchikodzonga sadza unenge uchirikurungira nomugoti...kodzongeraKukodzongera kutenderedza kwaunoramba uchiita mugoti, kuti...kodzongo kodzongoKuti kodzongo kodzongo kuramba uchingokurungira...koficoffeekofinicoffinkofiyaKofiya kanguwani kanopfekwa nevanhurume veChiChawa.koforaKukofora kusakurira munda nekaruvheti.kogoroKana zuva rati kogoro rinenge rabuda kare uye rakwira...kohomaraKukohomara kugara tsoka dzakatsika pasi mabvi, ari mudenga...kohomedzaemphasizekohomedzoemphasiskohoreraKukohorera demo mumupinyi kuripfekedzera kuti ripi nde...kohovedzaKukohovedza kuuraya mhuka yanga yave pedyo nekufa...kohwaharvest; reapkoi koiKuti koi koi kutamba-tamba kwechiuno chemukadzi kana...koinicoinkoiraKukoira kutambisa chiuno kunoita mukadzi nemurume...kokainvitekoka hashaKukoka hasha dzemunhu kumuitira zvinomushatirisa.koka hopeKukoka hope kuita zvinhu zvinokuita kuti ukurumidze...kokezvichinzi zvaita kokayi zvinenge zvaipa kana kuita zvisiri...kokeraKukokera kutumira mashoko okudaidza vanhu kuti vauye kune...kokisiMakokisi tudyiwa tunonaka, tunoita zvokubhekwa nefurau...kokocorkkokokoRuzha rwehuku inenge ichidana.kokokora [kokakora](rupawo) Kokokora rudzi rwechinwiwa chemumabhotoro kana...kokomaKugwamba.kokomaraKukokomara kukokombama kunenge kwakaita chinhu chakaita...kokomwaKukokomwa kuita basa usingadi nekuti unenge...kokonaticoconutkokonoKuti kokono kukwatura zvinhu zvinenge zvakanamatira...kokonokaKukokonoka kukwatuka kwezvinhu zvinenge zvakanamatira.kokonyaraKupetana nekuda kwekuneta kana kupisa (to shrivel/contract).kokonyoraKana mbambaira yakakokonyora inenge yakakombama, isina...kokoraKukokora kubvisa tsvina inenge yakanamira mukati mepoto...kokorodzaKukokorodza mombe kudziunganidza kuti dzisungwe kana...kokororaKukokorora kuchema kana kuti kurira kunoita matafi.kokororoKuti kokororo kuchema kunoita matatya.kokotaKukokota kushandisa zvigunwe kungurungudza tudyiwa twese...kokoteraKokotera ibhawa repamusoro pakutsvinda, kazhinji rinenge...kokovaKufamba nenzira yeruremekedzo pano.kokovaraKukokovara kufamba kunoita munhu achembera kana anorwara...komacommakomandaMune zvechiuto, komanda mukuru wamauto anenge...komanisaKukonzera mhenya kune vamwe.komaraKudumara.kombaKukura nokusimba kunenge kwapfurikidza.kombamaKana chinhu chakakombama chinenge chisina kuswatuka.kombatiKombati ndezvose zvinodiwa seyunifomu yechiuto.komberainfectkomberedzaenclosekombiKombi imotokari diki pane bhazi, ine zvigaro mukati...kombiyutacomputerkombodzaKana chirimwa chakombodza chinenge chakurisa.komboniKomboni inzvimbo ine dzimba zhinji dzinenge dzakavakirwa...kombonodzaKukombonodza kutwasanura waya kana chimwewo changa...komboraKupa makomborero kana ruzivo (to bless).komborerablesskombositiKombositi marara kana mupfudze wamarara akaiswa pamwe...komburesaKomburesa muchina kana kuti nhengo yemuchina inoita basa...kombutacomputerkombweKana chinhu chakati kombwe chinenge chakatenderera, asi...kombweraKana rumuti rwakakombwera runenge rwafonyoka.komedhiKomedhi chinyorwa, mutambo kana kuti bhaisikopu...komekedzaKukomekedza kutaura munhu chinhu wamutaurira-zve, kuti...komeraKukomera kushandisa dombo kana chimwe chinhu kurovera...komesicommercekometicometkomichiKomichi mudziyo mudiki, une mubato, unoshandiswa kunwa...komikicomicskomishenicommissionkomishinacommissionerkomiticommitteekomiyutacommutekomukaKana mombe dziri kurima dzichikomuka, dzinenge...komuredhicomradekon'aChikon'a.konacornerkonamaMumutambo wenhabvu, kona ibhora romusimwa rinorohwa kana...konanaKana vanhu vakakonana vanenge vatadza kuwirirana pane...kondakitaconductorkondeKonde chipo chisiri chemari chinopihwa munhu nechinangwa...kondekaKukondeka kukwidibira ndiro kana poto kuti itarise pasi.kondendiKondendi chidzidzo chekupuraimari chiri pamusoro...kondinendicontinentkondirakitiKondirakiti chibvumirano chinonyorwa nevanhu, sezvakaita...kondiwaKondiwa mugero unocherwa kumucheto kwemunda kuitira...kondoKondo ishiri yakatsvukuruka, inonzi ine ziso rimwe...kondodzaKukondodza munhu kumuita kuti atsamwe kana kusuruwara.kondomaKuti kondoma kungogara munhu asina zvaari kuita...kondomaraKukondomara kungogara wakafundumwara, usingataure.kondoroKuti kondoro kuita chinhu seusingadi.konesaKukonesa kuita kuti chimwe chinhu chisaitike.konewaKukonewa kuita zvinhu zvakaipa kana zvisiri izvo...kongiriconcretekongonyaKongonya rudzi rwekutamba, panenge munhu akakotama...kongonya kongonyaKuti kongonya kongonya kufamba munhu achiratidza kuti...konheraKukonhera kusungirira gonhi pamusiwo wemba.konifarenziUyu musangano unenge uchikurukura maererano neimwe nyaya.konifurawacauliflowerkonivhoyiKonivhoyi mutsetse wakareba wemotokari dzine nge...koniwakonjiKonji ishinda chena inowanikwa kana munhu achinge apura...konoKuti kono kupa munhu chinhu uchiratidza kuti hauna chido...konobheraKukonobhera kuisa mabhatani ehembe mumaburi awo, kuti...konon'onoKuti konon'ono kuratidza kunyara nezvinhu zvaunenge waita.kononaKana munhu kana hembe yakakonona inenge iine tsvina chaizvo.konondoKonondo itsvina inenge yakawanda chaizvo iri pamuviri...konongoKuti konongo kukokota twunenge twasaririra twezvekudya...konongoraKukonongora kubvisa twunhu twunenge twasaririra nemunwe...kononoKuti konono kumirira munhu kana chinhu kwenguva refu asi...konoraKukonorera.konoreraKukonorera kupa munhu chinhu uchimupangidza kuti chaizvo...konyaKupfiga.konzaKukonzera.konzaticoncertkonzerainflictkonziKonzi chipundu chinorwadza nekupisa zvikuru, chinoita...kooKoo kamhuka kadiki katsvuku kanodya huku, shiri, nyoka...kopacopperkoparetivhicooperativekoperaKukopera mabhatani kuapinza nomumaburi awo kuti chipfeko...kopfairaKukopfaira kugara kana kufamba munhu achizvisusu-vadza...kopiphotocopykopo kopoKuti kopo kopo kurovana kunoita mvura inoyerera nemune...koponoraKana munhu achikoponora hembe anenge achiibvisa mabhatani...koporocorporalkopotaKukopota kuyerera zvine ruzha kwemvura.koracollarkoraricoralkorasichoruskorejicollegekorekedzaKana munhu akakorekedza chihuri pagonhi anenge a-pfekera...koreracholerakoresaKukoresa kudya chaizvo muchinakidzwa zvenyu.koridhocorridorkoriyaKoriya chirwere chinotapudzirwa naamai kumwana achiri...koroKoro imvura inoiswa shuga yonwiwa, inowanzogadzirwa nevana...korobhaKukorobha kugeza pasi mumba, pasemende kana pamapuranga...korofi korofiKuti korofi korofi kusakura munhu achiratidza kuti ane...korogeti(rupawo) Korogeti ndoumwe wemishonga inoshandiswa...korokodzaKukorokodza kutsvagiridzira umboo hwekusungisa munhu nahwo.korokoroKorokoro rumwe rudzi rwehove inogara muhova huru.korokotedzacongratulateKorombiyacolombiakoromoKuti koromo kudonhera pasi kwechinhu, chichikunguruka...koromokatumblekoromoraKukoromora kudonhedza zvinhu zvanga zvakarongwa zvakaita...koronacrownkorongodyoKuti korongodyo karuzha kanoitwa nechinhu chinenge...korongonyaKukorongonya mwoto kuukanganisa kubvira zvakanaka, nokuti...koroniwheatkoronyeraKoronyera munhu ane chitsotsi, anotorera vanhu zvinhu...kororaKunanzva nenzira yeruzivo.korosipondaKana munhu achikorosiponda zvidzidzo neimwe koreji anenge...korovheraKukorovhera kutaura zvinhu zvekunyengedza munhu kuti uwane...korwaKudhakwa.kosaintriguingkoshafundamentalkoshitomucostumekoshiwaKukanganwa.koshoChinhu chinokosha kwazvo (valuable).koshomoKuti koshomo kurova michero iri mumuti kuti iwire pasi.koshomoraKukoshomora kurova michero nechitanda kuti iwire pasi.kosicoursekosoKuti koso kukosora kamwe chete munhu achibva anyarara.koso kosoKukosora kunoramba kuchidzokorora.kosora[-koshora] Kukosora kuburitsa mweya muzhinji panguva imwe...kosvaKukosva vamwe kuita kuti vazosara vasisina zvokudya...kotaquotakota kotaKuti kota kota kuita basa rakafanana nekusakura, ramunenge...kotamaKukotama kusunamisa muviri wekumusoro kubva pachiuno...kotanaKukotana kuungana kwevanhu pamwe chete pamariro kana...kotekaKukoteka kufidigira chinhu nemuvharo.kotesheniquotationkotiKoti ibhodhoro redoro rine mamirimita mazana manomwe ane...kotoKuti koto kuparara kwevanhu vakawanda.koto kotoKuti koto koto kuyerera kwemvura zvine ruzha.kotokaKuerera kana kufamba kwavazhinji.kotonicottonkotonoKuti kotono kukumuka kubva pabasa.kotonokaKana vanhu vakotonoka kumusangano vanenge vauya vakawanda...kotosaKukotosa kuenda kundozvipfekera pana vanhu vari kuzviitira...kotsaKukotsa kuisa chinhu apo chisingagoni kuonekwa nevamwe.kotsiKuti kotsi kugutsurira musoro kwemunhu ari kubatwa nehope.kotsirasleepykotsvaKukotsva kuunganidza mombe dzose mushure mekunge...kovhoKovho muriwo unorimwa, unoreba kuenda mudenga, unoti kana...kovoKuti kovo kuchobora kunoita huku kana ichidya.kovo-oKuti kovo-o kutsvukisisa kwemaziso, kazhinji mushure...kovodzaKukovodza kutsvukisa maziso kwemunhu ashatirwa.kowoInzwi reruzivo mumatambudziko.kozokotoKuti kozokoto kunyarara kana kushaya simba kwemunhu kana...kozomoKuti kozomo kudonha kubva mumuti kwemunhu, mhuka kana...kozomokaKukozomoka kudonha mumuti uchipaikira-paikira mumashizha...kozvaKana chinhu chakakozva chinenge chakabhenda, choita...kristarocrystalKristuchristku-mentku ku ku kuKana munhu achiti ku ku ku ku anenge achidaidza huku kuti...kubastealkubasaworkplacekubatagraspingkubata chibharorapekubata hovefishingkubatanacollectivekubatanidzaconnectionkubatanidzwaengagementkubatsiraassistkubatwacapturedkuberekafertilitykuberekwabirthkubhadharapaykubhejeragamblingkubhombabombingkubhurokabankruptcykubhururukaflightKubikaboilingkubiwastolenkubuKuti kubu kurara kwemunhu akaneta, anongoti akasvika...kubudabreakoutkubuda ropableedingkubudiriraadvancementkubukaKukubuka kurara usina chawakafuka.kuburaKupfodora.kuburikidzathroughkubvasincekubvirasincekubvisacutawaykubvisa pamuviriabortionkubviswaeliminationkubvuKuti kubvu kurira kunoita chinhu chihombe kana chichiwi-ra...KubvumbiaprilkubvumidzwaallowedkubvumiraapprovalkubvumiranaagreekubvumirwaadmissionkubvunzurudzainterviewkubvuraKana munhu achikubvura sadza anenge achiripamura-pamura...kubwiKuti kubwi kurira kunoita mvura kana makandwa chinhu...kuchaKubhagura.kuchajachargingkuchamhembe kwakadziva kumabvazuvanortheastkuchamhembe kwakadziva kumadokeronorthwestkucheKuti kuche kumwaya kana kudira zvinhu zvakawandisa mune...KuchekasawingkuchekucheKana kunze kuchinzi kwati kuchekuche kunenge kwachena...

