Duramazwi · zita
kofi
coffee · coffeehouse
Duramazwi · zita
coffee · coffeehouse
Kofi imbesa kana kuti tsanga dzinoti kana dzaomeswa dzinosvipirira, dzokuyiwa dzichiita upfu hunoiswa mumvura inofashaira kugadzira chinwiwa chinopisa.

Kumusha kwavo kunorimwa kofi.
Kofi chinwiwa chinopisa chinobi kwa noupfu hwemhodzi dzechirimwa chinonzizve kofi.

Kana zviya ndichida kuverenga usiku, ndinonwa kofi kuti ndisakurumidza kubatwa nehope.
Duramazwi
01 / 03kofini
coffin
VerengaSwipe for the next word