Duramazwi
koniwa
-konewa
Duramazwi
Uchinge usina idi kuti tsumo inorevei ibva wasiyana nekutsanangura zvainoreva nokuti ukazokoniwa unenge worasikirwa nezvibodzwa.
Takakoniwa kuvhiya mbudzi tapiwa gwese rebanga.
Hausi kuona kuti zvino wokoniwa?
-konewa
Duramazwi
01 / 03konji
Konji ishinda chena inowanikwa kana munhu achinge apura chimwoyo chemufaibha kana mushayamhanda.
VerengaSwipe for the next word