Duramazwi · zita
Zvinoreva
Konji ishinda chena inowanikwa kana munhu achinge apura chimwoyo chemufaibha kana mushayamhanda.
1

Tiri vadiki taitamba tichipura konji dzekuzorukisa tambo.
Konji ishinda chena inowanikwa kana munhu achinge apura chimwoyo chemufaibha kana mushayamhanda.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kono
Kuti kono kupa munhu chinhu uchiratidza kuti hauna chido chekumupa, asi uri kungomupawo zvekuti hapana zvaungaite.
VerengaSwipe for the next word