KwaunobvaDuramazwiKkombera

Duramazwi

kombera

infect

Zvinoreva

Kupendera.

1

Kupendera.

Kana muchinge maitwa gombemukombera munenge mawirwa nedambudziko guru kwazvo.

Kana zvichinzi demo kana badza rapfondoka rinenge rakombera kumberi, risisina kupinza.

Kukombera doro panhimbe kupota uchidira raunopuwa mumudziyo wokuzoritakurira woenda naro kumba.

2

Kana muti wakakombera unenge wakamonyoroka nechekumusoro.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word