Duramazwi
komberedza
enclose · surround
Duramazwi
enclose · surround
Kukomberedza kutenderedza chinhu kana nzvimbo nechimwewo chinhu.
Kukomberedza kutenderedza chinhu kana nzvimbo nechimwewo chinhu.
Munhu wese anofanira kuona kuti nyika yachengetedzwa kubva kumhandu dzedu dzakatikomberedza.
Mhiriswa karuzhowa kanovakwa kakakomberedza muti womuchakata unoitirwa mu- kwerera.
Kurunda kuronga mutsetse wezvinhu zvakawanda, uchitevedza kana kukomberedza chinhu.
Duramazwi
01 / 03kombi
Kombi imotokari diki pane bhazi, ine zvigaro mukati, inowanzoshandiswa kutakura vanhu veruzhinji vachibhadhariswa mari.
VerengaSwipe for the next word