KwaunobvaDuramazwiKkozokoto

Duramazwi

kozokoto

Zvinoreva

Kuti kozokoto kunyarara kana kushaya simba kwemunhu kana chinhu chambenge chichitaridza kugwinya chaizvo.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kozomo

Kuti kozomo kudonha kubva mumuti kwemunhu, mhuka kana muchero.

Verenga

Swipe for the next word