KwaunobvaDuramazwiKkozva

Duramazwi

kozva

Zvinoreva

Kana chinhu chakakozva chinenge chakabhenda, choita setsiko rebhiza kana mbizi.

1

Kana chinhu chakakozva chinenge chakabhenda, choita setsiko rebhiza kana mbizi.

Kana chinhu chakakozva chinenge chakabhenda, choita setsiko rebhiza kana mbizi.

Muchechewe muti usingakuri zvakanyanya kuenda mudenga, une tuminzwa tudiki twakakozva.

Muchecheni muti mudiki une tuminzwa twakakozva, unobereka michero inotsvukuruka uye ku-omarara kana yaibva.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word