KwaunobvaDuramazwiKku-

Duramazwi

ku-

ment · at

Zvinoreva

Ichi chivakashure chemipanda yemazita 15 ne17.

1

Ichi chivakashure chemipanda yemazita 15 ne17.

Maitakue vakatanga havo ku comforter mumwe wavo.

Wazvionaka kuti tabvisa /ku- / padimikira riri pamusoro asi hapana zvashanduka pariri.

Madimikira mazhinji anotanga na /ku-/ nokudaro dudziro dzacho dzinosungirwa kufambirana nedimikira raunenge wapiwa.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

ku ku ku ku

Kana munhu achiti ku ku ku ku anenge achidaidza huku kuti dzizodya zvaanenge achidzikushira.

Verenga

Swipe for the next word