Duramazwi
Mazwi ane K.
1665 Shona headwords beginning with K, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 5 pa7
kungeKana munhu achiti chinhu chakaita kunge chimwewo chinhu...kungumaKuti kunguma kuti rimbindi pasi kwechi- nhu chinenge...kungunyaKuchovha nenzira yerubatsiro kashoma.kungunyaraKana munhu akafa akakungunyara anenge achiratidza kuti...kunguraKukungura kufunga kuti dai ndakaziva ndisina kuita zvimwe...KunguruChikunguru.kungurukaKukunguruka kukoromoka kunoita chinhu chichi- bva...kungururuKuti kungururu kuporomoka nokupozo- moka kwechinhu...kungurusaKuramba uchizungunusa kashoma.kungurutsaKusai- rira chinhu chinotenderera.kunguzhuraKana dombo ra- mburumbutswa rakunguzhura uswa rinenge...kunhaMushonga werubatsiro.kunhidzaKukuchidzira.kunhongapickingkunhuPanzvimbo ino panguva iyeye (here).kunjaKana munhu ati kunja anenge adonha zvinoburitsa ruzha...kunjairaKukunjaira kufamba kwemunhu anozvida.kunoIri izwi rinoshandiswa ku- reva kudivi kana kunzvimbo...kuno nokokoKwenese pese pano ruzivo (everywhere).kunonokabelatekunounzabringskunun'unuKana munhu akati kunun'unu anenge akanyarara...kununduKuti kunundu kugara munhu akakotamira mberi, musana wake...kunwaconsumptionkunyaKushinga.kunya kunyaKuti kunya kunya kufamba segudo.kunyairaKufambisa kana kumira-mira.kunyangealbeitkunyange zvakadarothoughkunyangwe [kunyange]Tinoshandisa kunyangwe tichireva kuti kana zvimwe zvinhu...kunyanyachieflykunyaraashamedkunyaradzaiconsolekunyararacalmnesskunyasiMunzvimbo yepasi (downwards).kunyatsoshandaefficiencykunyepaliekunyepedzeracounterfeitkunyiraMuchina weruzivo mumatambudziko.kunyoracomposekunyoresaapplicationkunyuka nekuparariraoutbreakkunyumwasuspiciouskunyungu kunyunguKuti kunyungu kunyungu kutamba munhu achitambisa chiuno...kunyungudukameltingkunyungudzaKukunyungudza chiuno kutamba uchitambisa pachiuno...kunzebesidekunze kunzeKunze kunze kwechinhu inzvimbo iri nechekumagumo.kunze kwekungeunlesskunze kwemutemoKana chinhu chichinzi chiri kunze kwemutemo chinenge...kunze kwenyikaabroadkunziMashoko anotaurwa kure (said).kunzwafeelkunzwisisaconsiderationkuodzwa mwoyodisappointedkuomacomplexitykuoma kunzwisisacomplexitykuomesacomplicationkuonadeducekuonekaappearingKuonekwaaspectkuongagratefulkuongororaexaminingkuongororwascrutinykuongwaappreciatedkuoradecaykuora kwezuvaeclipsekuora mwoyodepressionkupaimpartkupakaparkingkuparadzaannihilationkuparadzanabreakupkupararaperishkuparariraprevalencekupatsanurwadividedkupeKuti kupe kurasa mvura iri mune mudziyo wakaita sedhishi.kupedzaaccomplishmentkupedza chikorograduationkupedza kudzidzagraduatingkupembererwacelebratedkupendapaintingkupengainsanitykupenyabrightnesskuperadissipatekupera kwevhikiweekendkupera simbaweakenedkupererwadesperatekupererwa neropaanemiakupetafoldingkupfekadressedkupfumaKuti kupfuma kugara kwemunhu ane usimbe kana kuti akaneta.kupfurafiringkupfuuraoutlivekupiwherekupikisaprotestkupikiswaoppositionkupindaadmittancekupindiraintrusionkupindwa muropaaddictionkupindwa nechandofeverkupiraKana uchizvikupira mvura mumuviri unenge uchiita yekukanda...kupisablazingkupiswacremationkupiwaassignedkupokanacontradictionkupombapumpingkupomerwa mhosvacondemnedkuponasurvivalkupondwamurderedkuporarecoverykuporesahealkupu kupuKuti kupu kupu kusiya chinhu chawanga uchiita ipapo.kupukaKana munhu achinzi akupuka anenge ava nepfuma inogona...kupuraKukupura kubvisa huruva kana shena mumakumbo nemvura...KuputikablowoutkuputsabreakdownkupwaKupera kwemvura muna rume (to dry up).kupwanyacrushingkupwanyiwacrushedkurabulkykurairaadvisoryKurambaabandonmentkurambanadivorcekurambidzwabannedkurambwarejectionkuranganaconspiracykurangwareprisalkurapatherapyKurapwacuringkuraramacopingkurasadiscardkurasikaastraykurasikirwaforfeitkuratidzaexhibitionkuratidzirademonstrationkuratidzwamanifestationkuraviratastekureafarkurebadistanceskuregaabstinencekurekodharecordingkuremaraparalysiskuremberahangingkuremekedzwaesteemkurerekerabiaskuretuKana nzvimbo ichinzi iri kuretu inenge iri kure chaizvo.kurevadenotekureva nhemalyingkuridziraKukurudzira nenzira yeruzivo.kurimagardeningkuriraclatterkurirwaoverrunkurohwachastisementkuromuKuromu chicherwa chesimbi chakaomarara, chine ruvara...kurongafomentkurongedzapackagingkurooramarrykuroorwamarrykurovaassaultkurovedza muviriexercisekuruboshweKuruboshwe kudivi kunenge kuri kumadokero kana munhu...kurududuKana munhu akati kurududu anenge akagara akatsikitsira...kurudyiKurudyi kudivi kunenge kuri kumabvazuva kana munhu...kurudziracheerkurudziroencouragementkurukaweavingkuruku(manje) Kuruku munhu anowana pfuma nenzira dzokunyepera...kurukuraconversekurumbidzaKupa rumbidzo kana kukudza munhu (to praise).kurumbiraKana munhu kana chinhu chakakurumbira chinenge...KurumemarchkurumidzahurrykurumuraKana munhu achikurumura chibage anenge achibvisa tsanga...kurundundikaKukurundundika kufamba kwevanhu vakawanda vakaita chikwata.kurundunduKuti kurundundu kungogara wakati zii, usingadi kutaura...kurungastirkurungiraKuvhenganisa pakubika.kurungudiraKana munhu achikurungudira chiumbwa chakaita sehari anenge...kurunuKuti kurunu kurumidza kubvisa zvipfeko zvaunenge unazvo...kurunukuKuti kurunuku kusangana kwevanhu vanoti urwu rwunobva...kururaundresskururamarighteousnesskururamisacorrectionkururamisirafairnesskururiraKukururira munhu hembe kumupa hembe yawaimbopfeka.kururu kururuKuti kururu kururu kurira kwemudumbu memunhu ane nzara.kurutamushonga wemapete, vakakurumura ndiro kubva mukabati...kurutivitowardkuruza1 Kukuruza mashizha kuabvisa pamuti kuti unyatsokura.kurwacontenderkurwadziwaanguishedkurwaraailingkurwisacurbingkurwiswaassailantkurwiziKumwedzi.kusadziviririkaexposurekusafaraunhappinesskusagadzikanaagitationkusainasigningkusakwanaimperfectionkusanaya kwemvuradroughtkusanganaintegrationkusanganisacombiningkusanganisiraincludingkusangoKudondo.kusarudzadecidekusarurafavoritismkusava nechokwadidoubtskusavapononexistencekusazivaignorancekuseInzenze yeruzivo rukuru.kusekahumorkuseniMangwanani.kushaKukusha mbesa kana zvimwewo zvinhu kuzvimwaya panzvimbo...Kushambadziraadskushambiraswimmerkushamisikadisbeliefkushandaexpendkushanda zvakanakaefficacykushandisaapplykushandiswaexploitablekushandurwatransformationkushanyatourkushayawaningkushenicushionkushiviriratolerancekushomekadeficiencykushoracontemptkushoropodzwacriticismKushorwamistreatmentkushuKuti kushu kurara kwemunhu akaneta, anongoita...kushumiraservekushungurudzwaharassmentkusi1 Kusi pasi pechimwe chinhu chinogona kunge...kusiiwaabandonedkusikacreativitykusikwacreationkusimbisafortifyingkusimbiswareinforcedkusimudzaliftingkusimudzirwapromotedkusimukiradevelopingkusindimarastubbornnesskusingaperiendlesskusiya basaresignationKusiyanacontrarykusudurukashiftkusundapushkusundidzirwapushedkusundirwa mberipostponed

