KwaunobvaDuramazwiKkunze kunze

Duramazwi · zita

kunze kunze

Zvinoreva

Kunze kunze kwechinhu inzvimbo iri nechekumagumo.

1

Kunze kunze kwechinhu inzvimbo iri nechekumagumo.

Mwayai ipwa kunze kunze kwemunda uko.

Handidi kuti dzikanganise chibage changu kukura.

2

Kunze kunze kunhu kunenge kuri kurekure nepanenge pachitaurwa.

Pandakagerwa musoro, ambuya vangu vakandiudza kuti ndirasire vhudzi rangu kunze kunze, kwarisingaonekwi nevaroyi.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word