KwaunobvaDuramazwiKkunze

Duramazwi · zita

kunze

beside · outward · outwardly · besides · except · exception · exceptions · excluded · exterior · out · outer · outside · save · apart

kubanzikusara

Zvinoreva

Kunze ndiyo nyika yose nezvakaititenderedza pasi patinenge tigere.

Tinoshandisa kunze kuratidza chinhu chinenge chisiri pazvinenge zvaitika.

Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti chiitiko chiri kuitikira panhu pasina kuvharirwa.

1

Kunze ndiyo nyika yose nezvakaititenderedza pasi patinenge tigere.

Nhasi kunze kwakaipirwa nemhepo nechando.

Asi chokuita ainge asisina hake kunze kwedecision yaainge azvipa.

2

Kunze mamiriro anenge akaita pasi, sekuti kuri kutonhora, kupisa kana kudziya here.

Kunze nhasi kune chando zvikuru.

3

Tinoshandisa kunze kuratidza chinhu chinenge chisiri pazvinenge zvaitika.

Vamwe vana vaenda kunze kwemukuru.

Hapana vanhu vanoiziva kunze kwavakuru-vakuru vorudzi rwedu.

Hakunazve vana vaduku vazhinji vanowanzoda kufamba musango vari voga kunze kweshiri nedzimwe mhuka dzesango.

4

Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti chiitiko chiri kuitikira panhu pasina kuvharirwa.

Wangu ndeuyo akamira kunze.

Hapana vanhu vanoiziva kunze kwavakuru-vakuru vorudzi rwedu.

Hakunazve vana vaduku vazhinji vanowanzoda kufamba musango vari voga kunze kweshiri nedzimwe mhuka dzesango.

Zvakafanana

kubanzi · kusara

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kunze kunze

Kunze kunze kwechinhu inzvimbo iri nechekumagumo.

Verenga

Swipe for the next word