KwaunobvaDuramazwiKkusheni

Duramazwi · zita

kusheni

cushion

Zvinoreva

Kusheni kamutsamiro kanoiswa pazvigaro.

1

Kusheni kamutsamiro kanoiswa pazvigaro.

Okusheni inzira yekutengesa yokuti zvinhu zvinozotorwa neanenge adaidzira mari yakawanda kupfuura vamwe.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word