KwaunobvaDuramazwiKkupa

Duramazwi

kupa

impart · giving · providing · provision

Zvinoreva

Kukupa kuburitsa mvura kubva mudhamu kana mutsime, kana pamwewo painenge yajenga.

1

Kukupa kuburitsa mvura kubva mudhamu kana mutsime, kana pamwewo painenge yajenga.

Patakasiya hwindo rakavhurika, takuwana mvura yazara, zvekuti takatozoita yekukupa nemagaba.

Zvisinei hazvo ndaisakwanisa hangu kupa muono nekuti pamba paisave pedu ndaitongovewo munhu akachengetwawo.

Padanho rino tinovimba kuti wave kukwanisawo kupa mhinduro dzinotarisirwa dzinogutsa.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word