Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchizvikupira mvura mumuviri unenge uchiita yekukanda mumuviri ichibva mudhishi kana pamwewo.
1
Kana uchizvikupira mvura mumuviri unenge uchiita yekukanda mumuviri ichibva mudhishi kana pamwewo.
Kana kuchitonhora
Kupira nyaya kuipinza mudare, kana kuti kuisvitsa padanho repamusoro rinotevera.
Kukupira-kupira mvura mumuviri kugeza zvechimbichimbi zvisingadi sipo kana tauro.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kupisa
blazing
VerengaSwipe for the next word