KwaunobvaDuramazwiK 2

Duramazwi

Mazwi ane K.

1665 Shona headwords beginning with K, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa7

karingaKana uchikaringa nyama unenge uchinyatsoikanga kuti...kariraKarira izita iro munhu anozvipa paanorondedzera nyaya...kaririKariri usavi hunobikwa nembatata dzinoitwa zvokupwanywa...kariroTariro yeruzivo mumatambudziko.karo-Ichi chivakapakati chinoshandiswa kuratidza zvinhu...karookanu. Hameno.karooraNhengo yerubatsiro pano.karoticarrotkarukaKukaruka kupindwa nokutya kukuru.karukuniKarukuni kanyoka kadiki, kapfumbu, kanomonera pahuni...karukuretacalculatorkarutsaMuchina werubatsiro kashoma.kasadyoKasadyo kahomwe kadikidiki kanowanikwa mukati memudhebhe...kasanuKana mvura yanga ichinaya yati kasanu inenge yambomira...kasanyanaKasanyana kamuonde kadikidiki kane hunde yakafuta.kasawayaKasawaya imhando yenzungu diki, dzine rukanda ruchena, uye...kaseKuti kase kuburitsa mweya unonhuwa. Unonzwa kuti kase...kasekeraKasekera imhando yemuti mupfupi une minzwa mumhanda mawo...kasemoKasemo kasendu kemuti katete, kakapinza uye kanobaya.kasetiKaseti kamudziyo kane tambo mukati kanoridzwa paredhiyo...kashaKatende kana kachibako.kashamaKana chinhu chakashama chinenge chakarembera, chichiti...kasharararudeKashomascarcelykashomananaKana uchiita zvinhu kashomanana unenge uchi zviita nenguva...kashuKuti kashu kudambura nemazino sezvingaite imbwa ichidya...kashu kashuKuti kashu kashu kudya chimwe chinhu nekukasira.kashukaKukabuka.kashuraKukashura chekudya kuchidambura nemazino.kasiKukwanisa kuita chiito panguva.kasikiraKukurumidza.kasinocasinokasirapunctualkasitaKana wakasita vhoti yako pasarudzo unenge waratidza munhu...kasitomacustomerkasitorocastlekasiyanwaKasiyanwa chigunwe choruoko chiri nechokumucheto...kasungazwiKasungazwi kamutsetse kanonyorwa pakati pechiito...kasvaKuti kasva kurembedzeka kwechinhu chisina pachakabatira...kataKuti kata kukwira pamusoro pechinhu chakakwirira.kata kataKuti kata kata kukwira pachinhu chiri mudengadenga.katabvuKuti katabvu kucheka zvakadzika muganda kana munyama.katabvuraKukatabvura kukwenga kana kucheka kwechinhu chichipinda...kataidzaKukataidza mwana kumujaidza kana kumuregeredz, zvokuti...katanaKukatana kusungana-sungana kunoita shinda kana ngoi, kana...katanuraKubvisa nhumbi kana kusunungura zvakamonerana.katapiraKatapira rudzi rwetarakita hombe hombe, inoshandiswa...kataraKukatara kunetsekana mupfungwa nezvimwe zvinhu. Unofunga...katarogucataloguekatatuthreefoldkatazaKataza kakwenzi kadiki, kasinganyanyokuri, kane mudzi...katisaKukatisa kudya kwemunhu ane makaro.katonicartonkatorikecatholickatsaKutemura.katsekeraKatsekera izita rinodaidzwa naro mukurumukuru anotonga...katsetaKatseta kanhu kadikidiki, chero korudzi rupi zvarwo.katsicatkatsoKatso ibadza rinoshandiswa namakumbi pakuchera mishonga...katsvukuRusvava.katsweIri izwi rinoshandiswa navana vanenge vachitamba mutambo...katukaKunganduka.katunicartoonkatunzviKatunzvi izita rinopiwa chero shiri diki hadzi.katurijicartridgekaturikeKaturike imhosva isati yatanga kana kupera kutongwa.katurikwaKaturikwa katemo kadiki kaunofamba wakarembedza, kunotema...katuruturuKaturuturu ndekakaita kamota, kanowanzoita nechepanzwara...katutsiraKatutsira itsika yekuti kana munhu achirondedzera nyaya...katyaIzwi rerunyararo ruzivo rukuru.katyamadzashockingkatyamaraKana munhu akatyamara anenge ashamisika zvikuru.kaundacounterkauraKana wakaura unenge warwadziwa nezvawanga uchiita, zvokuti...kauriraKana uchikaurira pakucheka nyama kana kutora zvimwewo...kaurisaKukaurisa munhu kumurwadzisa zvokuti anobva apfidza.kaururaKana munhu achikaurura anenge achidyarazve panenge...kavakickkavanaKana hembe iine mavara akakavana, mavara acho anenge...kavanguKuti kavangu kutushuka kunoita zvinhu zvinenge zvakaita...kavanguraKukavangura chinhu kuchibaya nechimweo chakapinza, zvanga...kavanziKavanzi kakwenzi kanoita nhavani dzakawanda nemashizha...kavari kavariKuti kavari kavari kufamba kunoita munhu achikasika chaizvo.kavarikaKukwanisa kusununguka mumatambudziko.kavavikaMuchina yeruzivo pamberi.kavhaKavha ibepa rakasimba rinoshandiswa kuputira mabhuku kuti...kavhangaKukavhanga furawa yokubikisa chingwa kuirovarova...kavichiKushambira nenzira yeruzivo.kaviraKukavira kudyara mbeu pasi, uchiita zvokudzicherera...kaviridoubledkavuKuti kavu kubanha chinhu chakaita sebhora negumbo.kayaKutemha.kayayaFarandanda.kayaya kayayaKuti kayaya kayaya kutadza kunyatsofamba zvakanaka uchiita...kayayikaKukayayika kutadza kunyatsofamba, uchiita makumbo okuzvuva.kazevezeveKana vanhu vachiita kazevezeve vanenge vachitaurira pasi...kazhaKukazha kutema miti, chibage kana zvimwe zvakadaro...KazhinjigeneralkazhuKuti kazhu kungotema usina hanya nokuti waita murigiroi.kazhumuKazhumu imvere dzinomira mudenga dzichitevedza pakati...kazhuraKukazhura kukuya kana kugaya upfu usingatsetsesi.kaziwaKupfumbatira mashoko yeruremekedzo (greeting).keKuti ke kurira kunoita mucheka kana kuti jira...ke ke-eRuzha rwekuseka zvinyoro.ke ke keKuti ke ke ke-e kutsemuka kunoita jira, richienderera...ke ke ke-eKana munhu ati ke ke ke-e anenge aseka kwechinguvana nezwi...kecheKeche muchina unoshandiswa pakukwira nekuburuka zvivakwa...kechekecheKuti kechekeche kunyatsokiya misuwo yose kana kuti pese...kechemuKechemu icheni dzinokiyiwa, dzinoshandiswa nemapurisa...kedasiKedasi rudzi rwechihwitsi chinogadzirwa neshuga...kedeKana chinhu chati kede chinenge chapinda pamwe panhu...kedhemuKedhemu muchero wakada kuita senzungu asi iwo uri mukuru...kefaKefa izita rokutuka raishandiswa kare nemabhunu kureva...keheeheeKuti keheehee kurira kunoita motokari inenge ichimutswa.kejicagekekecakekekechuKuti kekechu kun'en'ena chinhu chakaoma sezvakaita bvupa.kekechuraKana imbwa ichikekechura zibhonzo inenge ichiridya ichiita...kekeredzaKukekeredza kurira kunoita tseketsa kana yoda kukandira...kekerereKuti kekerere kukweva chinhu chakareruka uye chisingaremi...kekerezaKukekereza kunyepara kuita basa asi pasina zvinobuda.kembaKana vanhu vachikemba vanenge vachimbogara pane imwe...kembiKembi inzvimbo inogarwa nevanhu kwekanguva kadiki...kemesitiMuchina unogadzira mishonga (chemist).kemesitirichemistrykemisitichemistkendurucandlekenicankenyaKenya rudzi rwechibage chinoita tsanga dzeyero...kenyandykennedykenzacancerouskepesikepicapkeputenicaptainkeraKana munhu akakera chinhu anenge akachitakura pabhasikoro...kere kereKuti kere kere kuchema kunoita huku inenge yava kuda...kerekeKereke chaunga chavanhu vane chitendero chimwe chete...kererekeriyacarrierkeroaddresskerotsicarrotkesefuKesefu munyorero wekuti munhu anobatanidza mavara netumiswe.keshiyacashierketaKuketa kusarudza zvipfuwo kana kuti zvimwewo zvinhu...ketaniketenicurtainketerokettleketu ketuKuti ketu ketu kuverenga zvinhu uchiita chimwe chimwe...ketyekeyatekaKeyateka munhu anoita basa rokuchengetedza nokuchenesa...keyiIyi inzvanyira inowanikwa pakati pajeyi naemu mumbiro...kezaKeza chipfeko chemadzimai chakada kufanana...KhazakisitanikazakhstankibiKuti kibi kuzora mafuta pamuviri zvakapfurikidza.kichaKuti kicha kubatana kunoita vanhu vava kutanga kuita...kichenikitchenkichiKuti kichi kubatwa kungaitwa chimwe chinhu, chakochekera...kichiniNzvimbo inobikirwa kudya pamba (kitchen).kiiSvombonoro.kiibhodhikeyboardkiinuraKuvhura chivharo chakaiswa nesimbi (to unlock).kikakickkikiri kikiriKana vanhu vachiti kikiri kikiri vanenge vachiita mutsimba...kikirikaKana munhu achikikirika anenge achiita mutsimba nechimwe...kikiririKuti kikiriri kurwisa zvakasimba, uchiita mutsimba nomumwe...kimbariKimbari rudzi rwezvidhina zvokuvakisa, zvikuru...kindi-iKana chinhu chikati kindi-i chinenge chaita mutinhiro...kindingindiKuti kindingindi kutanga chinhu chakaomarara kana kuti...kinuraImwe mhando ye-kiinura.kipaGedhebhoi.kipu kipuTinohandisa kipu kipu kana tichidaidzira huku kuti...kirabhuclubkirashiKirashi ipati yemotokari inotsikwa nomuchairi kuti...kirasiclasskirayoniKirayoni rudzi rwechinyoreso chinoguduka nokupfupfunyuka...kirembiKirembi chiveve chakawandisa chinobata nhengo yemuvi...kirenicranekireshinurserykiretiMudziyo unopekerwa zvinogadzirwa kana uwandu hunozadza...kiri kiriKuti kiri kiri kumhanya kunoita mhuka ichitiza zvakanyanya...kiriketicricketkirikitiKuti kirikiti kusvetuka uchidzika pasi kubva panzvimbo...kirimbirin'iMunyaya dzezvekusona, kirimbirin'i rudzi rwejira...kirimucreamkiringindiKuti kiringindi kutangana nezvinhu zvinozokuomera, uye...kirinikiclinickiripisiKiripisi kasimbi kanoshandiswa kurumiswa kumupendero...kiririKuti kiriri kutsika kwaunoita bhora uchirimisa.kirisendicrescentKirisimasiKirisimasi izuva iro vanhu vanocherechedza kuzvarwa...kiromitakilometerkiroshaKukirosha kushandisa kwaunenge uchiita tsono dzokurukisa...kisakissKisimisiZuva rekuchengetedza kuberekwa kwaJesu (Christmas).KisimusichristmaskitiKiti tunhu twakawanda twakasiyana-siyana tunenge...kitsiMhuka inopfuyiwa inobata mbeva (cat).kiviKuti kivi kurova nechibhakera kana chimwewo chinhu.kiwaMunhu muchena anotaurwa kure (white person).kiyalockkiyeKana ukati kiye sasa unenge wavhara ganje, zvekuti rinenge...kiyikeykiyinuKuti kiyinu kuvhurika kunoita ganje kana watenderedza...kiyinukaKana ganje rakiyinuka rinenge ravhurika. Kana kiyi...kiyinuraunlockKiyubacubaklinikiclinicalkoshallko ko koAya mazwi anotaurwa nomunhu achisvika pamusha kana kuti...kobhuraKana munhu akakobhura mumba anenge amuisa mafuta epasi...kobirifarthingkoboKuti kobo kurira kunoita chinhu chidiki kana chakandwa...kobodekaKukobodeka kufamba komunhu anenge akapfeka shangu kana...kobodoKuti kobodo kushama kunoita mudziyo kana usisina...kobodo kobodoKuti kobodo kobodo kufamba komunhu anenge akapfeka shangu...koboraKukobora kutema nomuromo sezvinoita shiri.kobvaMupatupatu.kobvoChinhu chakakora zvakanyanya (thick).kobvo kobvoKuti kobvo kobvo musindo unonzikwa kana munhu achifamba...kobvomaraKana chinhu chakakobvomara chinenge chiine upamhi hwakati...kobvoraKukobvora kutora uchiita zvokunokora uchizadza ruoko.kobvuIri idzitsi rechipauro chinoreva chinhu chakakora.kobvukaKukobvuka kufuta kana kuti kukura pamumhu.kochaKubika chimwe chinhu pane moto (to roast).kocheKuti koche kubatanidza uchiita zvokupfekera kana...kochekaKana uchikocheka tambo pan'ombe unenge wakaiita...kochekedzaKukochekedza kubatanidza tambo kana waya kana cheni...kochekeraKukochekera kusunganidza chinhu chine mberi kunenge...kochiMunyaya dzezvemitambo, kochi munhu anodzidzisa vatambi...kochikariMuchina wekutakura huremu nemaoko (push-cart).kochoKuti kocho kurira kunoita twusimbi twunenge twadonhera...kocho kochoKuti kocho kocho kurira kwezvinhu zvinenge zvichirovana...kochokodzaKukochokodza kuzunza hosho, gaba kana mumwe mudziyo...kochomoKana chinhu chichinzi chakati kochomo chinenge chadonha...kochomoraKukochomora zvinhu kuzviturura kana kuzvidonhedza...kochonoKana cheni dzati kochono dzinenge dzasununguka.kochonoraKukochonora cheni kudzisungunura padzinenge dzakabatana.kodaKukododzvora.kodhichordkodhoroKodhoro rudzi rwemucheka mukobvu unodziya uye une...kodoboKuti kodobo kuwira mukati kunoita ivhu rinenge riri...kodobokaKukodoboka kuwira mukati kunoita ivhu ranga riri pamusoro...kodoboraKukodobora kujogonya nechigunwe uchichipinza mumwena, kana...kododzvoKuti kododzvo kubaya mumwe zvinorwadza, uchishandisa...kododzvoraKukododzvora munhu kumubaya zvinorwadza nechigunwe kana...kodomaKuti kodoma kungogara munhu achingozvikakata, asina zvaari...kodzaKukodza chinhu kuchiita kuti chifute.kodzairaKukodzaira kuratidza kuramba chimwe chinhu uchishandisa...kodzekaKukodzeka mukaka kuuchengeta kwemazuva kuzvika waorerera...kodzeraeligible

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store