Duramazwi02 / 03katurikwaKaturikwa katemo kadiki kaunofamba wakarembedza, kunotema kwacho kuri papfudzi.Verenga→
Duramazwi03 / 03katuruturuKaturuturu ndekakaita kamota, kanowanzoita nechepanzwara yeminwe, kanoputika koita chironda uye kanorwadza zvikuru.Verenga→