KwaunobvaDuramazwiKkaturikwa

Duramazwi · zita

katurikwa

Zvinoreva

Katurikwa katemo kadiki kaunofamba wakarembedza, kunotema kwacho kuri papfudzi.

1

Katurikwa katemo kadiki kaunofamba wakarembedza, kunotema kwacho kuri papfudzi.

Katurikwa katemo kadiki kaunofamba wakarembedza, kunotema kwacho kuri papfudzi.

Kana mukadzi akaturikwa anenge akashandisirwa mushonga kuti asabereka.

Chibhakani chisimbi chakaturikwa chinenge chakanyorwa zita romugwagwa kana kuti repanzvimbo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

katuruturu

Katuruturu ndekakaita kamota, kanowanzoita nechepanzwara yeminwe, kanoputika koita chironda uye kanorwadza zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word