Duramazwi · zita
Zvinoreva
Katurike imhosva isati yatanga kana kupera kutongwa.
1
Katurike imhosva isati yatanga kana kupera kutongwa.
Kuvhunduka chati kwata hunge une katurike.
Kuzeza chati kwati hunge uine katurike.
Katurike imhosva inenge ichityirwa nemunhu kuti ingangobudiswa pachena.
2
Katurike imhosva inenge ichityirwa nemunhu kuti ingangobudiswa pachena.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03katurikwa
Katurikwa katemo kadiki kaunofamba wakarembedza, kunotema kwacho kuri papfudzi.
VerengaSwipe for the next word