Duramazwi · zita
katuni
cartoon
Duramazwi · zita
cartoon
Katuni mufananidzo unosetsa unowanikwa munyuzipepa, mubhaisikopu, muterevhizheni kana kuti mumagazini.
Katuni mufananidzo unosetsa unowanikwa munyuzipepa, mubhaisikopu, muterevhizheni kana kuti mumagazini.
Nokudaro chinhu chakakosha kudorongodza chose chiripo pamufananidzo kana kududzira girafu kana katuni.
Vana vanofarira kuona katuni paterevhizheni.
Katuni ndekanenge kachidhori kanosetsa, kanenge kachimirira munhu kana mhuka mufirimu kana muterevhizheni.
Duramazwi
01 / 03katunzvi
Katunzvi izita rinopiwa chero shiri diki hadzi.
VerengaSwipe for the next word