KwaunobvaDuramazwiKkedhemu

Duramazwi · zita

kedhemu

garushu

Zvinoreva

Kedhemu muchero wakada kuita senzungu asi iwo uri mukuru uye une mhodzi ina, unodyiwa zvomukati kana waoma.

1

Mukedhemu muti unomera munzvimbo dzinonaya mvura zhinji, wakada kufanana nomuzhanje asi iwo uchibereka vana vanodyiwa zvomukati kana vaoma.

Zvakafanana

garushu

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kefa

Kefa izita rokutuka raishandiswa kare nemabhunu kureva vanhu vatema.

Verenga

Swipe for the next word