Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kechemu icheni dzinokiyiwa, dzinoshandiswa nemapurisa kusunga maoko kana maku-mbo evasungwa.
1

Kana munhu achinzi adzichena simbi anenge asungwa nemapurisa atoiswa kechemu mumaoko.
Kechemu icheni dzinokiyiwa, dzinoshandiswa nemapurisa kusunga maoko kana maku-mbo evasungwa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kedasi
Kedasi rudzi rwechihwitsi chinogadzirwa neshuga yakavhenganiswa nomukaka zvozovidzwa nokuomeswa pamoto.
VerengaSwipe for the next word