Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kibi kuzora mafuta pamuviri zvakapfurikidza.
1
Kuti kibi kuzora mafuta pamuviri zvakapfurikidza.
Marwei wacho akanga akati mafuta kumeso *kibi*, hanzi ndiyo cheno.
2
Kuti kibi kudira zvinhu pamwe panhu zvakapfurikidza.
Muroora akabva ati sauti *kibi* mumuriwo, vanhu vakange vachatadza kuudya.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kicha
Kuti kicha kubatana kunoita vanhu vava kutanga kuita mutsimba.
VerengaSwipe for the next word