KwaunobvaDuramazwiKkera

Duramazwi

kera

Zvinoreva

Kana munhu akakera chinhu anenge akachitakura pabhasikoro kana pamusoro pemotokari ine keriya.

Kukera tsamba kunyora kero yekwainenge ichienda pamusoro payo.

1

Uyu mufuhwira unopiwa vakadzi nevarume vavo wokuti vasafunga zvokudzo-kera kumisha yavo, zvikuru pabari-ka.

Kutenhukira kure-rekera divi kunoita chinhu chinenge chisina kumira zvakanaka.

Pakutamba svomhu, kukera kutakura nhamba yaunoenda nayo padanho rinotevera.

2

Kukera tsamba kunyora kero yekwainenge ichienda pamusoro payo.

Kutenhukira kure-rekera divi kunoita chinhu chinenge chisina kumira zvakanaka.

Pakutamba svomhu, kukera kutakura nhamba yaunoenda nayo padanho rinotevera.

Sekera mudziyo wakakombamira mukati mune tumazino twakachedererwa, unoshandiswa pakucheka uswa.

3

Pakutamba svomhu, kukera kutakura nhamba yaunoenda nayo padanho rinotevera.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kere kere

Kuti kere kere kuchema kunoita huku inenge yava kuda kukandira mazai.

Verenga

Swipe for the next word