Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ke kurira kunoita mucheka kana kuti jira, richitsemuka kana kubvaruka zvishomanene.
Mukadzi wake anoshandawo pafemu ipapo.

Kana tichisitereraiza mabhandeji a- ke tinoakanda mumvura yakafashai- ra.
Anongoita zvekubira-bira kunwa hwahwa, sezvo asingadi kuonekwa nevanhu vekuchechi kwa ke achihunwa.
Kuita katekete-ke kufambisa miromo asi iwe usingatauri, sezvingaita munhu achiverenga.
Mukadzi wake anoshandawo pafemu ipapo.
Anongoita zvekubira-bira kunwa hwahwa, sezvo asingadi kuonekwa nevanhu vekuchechi kwa ke achihunwa.
Kuita katekete-ke kufambisa miromo asi iwe usingatauri, sezvingaita munhu achiverenga.
Ruti katanda kadiki ke mechisi kakavezwa kane kamusoro kokukwenyesa moto.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03ke ke-e
Ruzha rwekuseka zvinyoro.
VerengaSwipe for the next word