Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ke ke ke-e kutsemuka kunoita jira, richienderera zvishoma nezvishoma.
1

Kana munhu ati ke ke ke-e anenge aseka kwechinguvana nezwi riri pamusoro, sezviya zvinoitika pachikwee.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03ke ke ke-e
Kana munhu ati ke ke ke-e anenge aseka kwechinguvana nezwi riri pamusoro, sezviya zvinoitika pachikwee.
VerengaSwipe for the next word