KwaunobvaDuramazwiKkaziwa

Duramazwi

kaziwa

Zvinoreva

Kupfumbatira mashoko yeruremekedzo (greeting).

1

Kupfumbatira mashoko yeruremekedzo (greeting).

Ndanzwa kuti gi gi kuseri kwemba, ndikaziwa kuti baba vasvika.

Ndakanzwa kuti go go go, ndikaziwa kuti panze pane munhu.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

ke

Kuti ke kurira kunoita mucheka kana kuti jira, richitsemuka kana kubvaruka zvishomanene.

Verenga

Swipe for the next word