KwaunobvaDuramazwiKkombonodza

Duramazwi

kombonodza

-swatura

Zvinoreva

Kukombonodza kutwasanura waya kana chimwewo changa chakafonyoka.

1

Zvakafanana

-swatura

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kombora

Kupa makomborero kana ruzivo (to bless).

Verenga

Swipe for the next word