KwaunobvaDuramazwiKkomborera

Duramazwi · chiito

komborera

bless

-ropafadza-goba-gombanya-jongama-gonyana

Zvinoreva

Kukomborera.

Kupa mhanza kana mukana wokubudirira.

puranga.

1

Kukomborera.

Kana midzimu yakukomborera inenge yakubatsira pakuti zvirongwa zvako zvibudirire.

Kana Mwari akakomborera munhu anenge amupa zvinhu zvakanaka muupenyu hwake.

Kana ukakomborera mumwe unenge waita, kutaura kana kufunga zvinoita kuti zvaanoda zvimunakire.

2

3

4

5

6

Zvakafanana

-ropafadza · -goba · -gombanya · -jongama · -gonyana

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kombositi

Kombositi marara kana mupfudze wamarara akaiswa pamwe chete kuti aorere.

Verenga

Swipe for the next word