KwaunobvaDuramazwiKkovho

Zvinoreva

Kovho muriwo unorimwa, unoreba kuenda mudenga, unoti kana wachembera unotumbuka maruva eyero kana machena.

1

Vhisikosi imhando yemuriwo wekovho unoita mashizha akaunyana pamusoro.

Tererini rudzi rwemuriwo wekovho unoita mashizha asina kutsetseka ane tumamino kunge hembe.

Zvakafanana

rugare

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kovo

Kuti kovo kuchobora kunoita huku kana ichidya.

Verenga

Swipe for the next word