Duramazwi
Zvinoreva
Kukonzera mhenya kune vamwe.
1
Kukonzera mhenya kune vamwe.
Kuvhurumutsa munhu kumukomanisa kuti akarumudze kuita zvawanga wati aite asi wodzoka asati azviita.
Kuchechesa kukomanisa vanhu kuti vashande nesimba.
Iyi inguva pabasa apo mukuru webasa anenge asipo, zvekuti vashandi vanenge vachishanda pavanodira vasina anovakomanisa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03komara
Kudumara.
VerengaSwipe for the next word