KwaunobvaDuramazwiKkoponora

Duramazwi

koponora

Zvinoreva

Kana munhu achikoponora hembe anenge achiibvisa mabhatani kuti ikururuke.

Kubvisa nhengo yeruzivo pamberi.

1

Zviri kunzi wanzwisisa here, nokudaro ukakoponora uri kureva kuti hauna kunzwisisa.

Hautenderwe kuisa nyora kuratidza kuti mashoko aya waakoponora sezvaari.

2

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word