Duramazwi
-kwesa-kokomwa
Zvinoreva
Kana munhu kana hembe yakakonona inenge iine tsvina chaizvo.
Kukonona kuita katsika kokusada kutumwa uchizongoita zvinhu uchitsutsumwa.
1

Makanika uya anogara akakonona nemagirisi, kunyange asiri kubasa.

2

Zvakafanana
-kwesa · -kokomwa
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03konondo
Konondo itsvina inenge yakawanda chaizvo iri pamuviri womunhu, zvokuti inotosemesa.
VerengaSwipe for the next word