Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kongonya rudzi rwekutamba, panenge munhu akakotama achitambisa chiuno, achitomuka-tomuka nekurovera makumbo pasi.
1
Kongonya rudzi rwekutamba, panenge munhu akakotama achitambisa chiuno, achitomuka-tomuka nekurovera makumbo pasi.
Makore ehondo kwakatambwa kongonya zvakaoma nanamukoma.
Musikana uyu dzinenge dzakadambuka. Kunyatsotamba kongonya, kana kumbocheuka kuti pana baba.
Kuti kongonya kongonya kufamba nekukurumidza kwemunhu akaonda chaizvo.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kongonya kongonya
Kuti kongonya kongonya kufamba munhu achiratidza kuti anozvitutumadza, uye kuti hapana chaanotya.
VerengaSwipe for the next word