Duramazwi · zita
Zvinoreva
Komedhi chinyorwa, mutambo kana kuti bhaisikopu rinoburitsa nyaya dzeupenyu dzinotsetsa.
1

Komedhi zvinhu zvinenge zviri mubhaisikopu, mumutambo kana muchinyorwa zvinosetsa.

2

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03komekedza
Kukomekedza kutaura munhu chinhu wamutaurira-zve, kuti anyatsonzwisisa.
VerengaSwipe for the next word