Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achikubvura sadza anenge achiripamura-pamura, achiwedzera upfu kuti rikore.
1
Kana munhu achikubvura sadza anenge achiripamura-pamura, achiwedzera upfu kuti rikore.
Kubvura kusasika chaunoda kupisa pamusoro pemoto unobvira kana kuchikanda murufuse.
Kubvura-bvura mhosva kutadza kunyatsoitonga zvekuti vanhu vanopedzisira vashaya musoro wayo.
Kubvura kurova neshamhu nesimba rako rese.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kubwi
Kuti kubwi kurira kunoita mvura kana makandwa chinhu chinenge dombo.
VerengaSwipe for the next word