KwaunobvaDuramazwiKkaranjanjika

Duramazwi

karanjanjika

Zvinoreva

Kana munhu akakaranjanjika anenge akarara negotsi, akafonyora mabvi.

1

Kana munhu akakaranjanjika anenge akarara negotsi, akafonyora mabvi.

Kana munhu akakaranjanjika anenge akarara negotsi, akafonyora mabvi.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

karara

Kukarara kukosora kunoita munhu achiburitsa mate ane madzihwa akakora. Kukarara uchisvipa pane vamwe vanhu zvinosemesa.

Verenga

Swipe for the next word