Duramazwi
Zvinoreva
Kupanga.
1
Kupanga.
Kurarira kuita zvinhu kweusiku hwese. Takararira kurova ngoma kudoro ramasangoma.
Kana mukararira mangai, munenge maadya manheru sechidyo chenyu chekupera kwezuva.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kararirana
Kukararirana kuitirana nharo dzokuti ndiani anofanira kuita chimwe chinhu, kana kutanga rimwe basa.
VerengaSwipe for the next word