Kwaunobva/Duramazwi/K/kadhinari
Duramazwi
cardinal
kadidiya
Kadidiya munhu ane mumhu mudiki chaizvo.
kadonongore
Uyu munhu anotaura zvakatsetseka, asingakakami.
kadonzvo
Kadonzvo mudikani wako wepamwoyo, mukomana kana musikana.
Swipe for the next word