KwaunobvaDuramazwiKkadhi

Duramazwi · zita

kadhi

card

Zvinoreva

Bepa rakaomarara, rakachekererwa kumativi.

1

Bepa rakaomarara, rakachekererwa kumativi.

Munharembozha imomo tinogona zvakare kuisa makadhi ekuchengetera mashoko, anonzi mamemori kadhi.

Kana mutambi wenhabvu akada kurambirira iyo pembe yarira, anopiwa kadhi dzvuku.

Njuga mutambo unotambwa nemakadhi, vanhu vachibhejerana kuti kadhi richahwinha nderipi.

2

Kadhi ibepa rakaomarara rinogona kunyorwa zvinhu zvakakosha sehokero

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word