KwaunobvaDuramazwiKkabati

Duramazwi

kabati

cupboard · closet

kabhodhi

Zvinoreva

Kabati chivakirwa kana chivezwa chinochengeterwa midziyo kana mbatya, chinowanzo miswa nemadziro.

1

Kabati chivakirwa kana chivezwa chinochengeterwa midziyo kana mbatya, chinowanzo miswa nemadziro.

Kabati chivakirwa kana chivezwa chinochengeterwa midziyo kana mbatya, chinowanzo miswa nemadziro.

Kabati hombe rekuisira mbatya rekufambisa (wardrobe).

Wadhirobhu ikabati refu yakavezwa kana kuvakirirwa inoiswa mbatya mukati mayo.

Zvakafanana

kabhodhi

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kabhareta

Kabhareta ipati yepamotokari munosangana peturu nemhepo, isati yapinda muinjini maindonotsva.

Verenga

Swipe for the next word