Duramazwi · zita
kabhineti
cabinet
Duramazwi · zita
cabinet
Kabhineti ikabati rinochengeterwa zvinhu zvakaita semafaira, mishonga kana kuti doro.
Kabhineti iboka remaminisita nomutungamiri wehurumende vane zvinzvimbo zvepamusorosoro zvokutonga nyika.

Duramazwi
01 / 03kabhokisi
Bhokisi duku rekuchengetera zvinhu (small box).
VerengaSwipe for the next word